Muchato wacho
Ads
* Muchato wacho unenge wenzara nzara. * Iye angachate atove nenhumbu? * Murume wacho anenge mudhara uyu. * Akambobvisa nhumbu yaPastor iyeyu. * Murume wacho anenge ari kurwara uyu * Kufira mugota zviri nani * Nhai mune chamambodyawo? * Mbuya yabatira mwana apa * Ndinobvisa chipo kuti ndambodya chinhu? * Kakeke kacho kanenge kekwa-TM. * Keke racho ranga richiita kunge chikodzamvana. * Hazvisi zvikwereti izvi? * Titoreiwo camera. * Pambotengwa makireti manganiko? * Ndo hairstyle rudzii yakaitwa… More information...
| User: | Samuel Mukangara |
|---|---|
| Page: | www.makuhwa.com (?) |
Ads
Build your Free Website!
- 100% free
- In only 5 min
- Your own domain
- No Ads
- No installation
- No technical skills

